Isaya 28:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Saka zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Ndiri kuisa dombo rakaedzwa kuti rive faundesheni muZiyoni,+Dombo repakona rinokosha+ refaundesheni yakasimba.+ Hapana anotenda achavhunduka.+ VaRoma 9:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Onai! Ndiri kuisa muZiyoni dombo+ rekugumbura uye dombo remhosva, asi uya anotenda mariri haamboodzwi mwoyo.”+
16 Saka zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Ndiri kuisa dombo rakaedzwa kuti rive faundesheni muZiyoni,+Dombo repakona rinokosha+ refaundesheni yakasimba.+ Hapana anotenda achavhunduka.+
33 sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Onai! Ndiri kuisa muZiyoni dombo+ rekugumbura uye dombo remhosva, asi uya anotenda mariri haamboodzwi mwoyo.”+