37 Kunyange zvazvo akanga aita zviratidzo zvakawanda pamberi pavo, vakanga vasingatendi maari, 38 kuti shoko remuprofita Isaya rizadziswe, uyo akati: “Jehovha, ndiani akatenda zvaakanzwa kwatiri?+ Uye kana ruri ruoko rwaJehovha, rwakaratidzwa kuna ani?”+