1 VaTesaronika 5:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ivai nechokwadi chekuti hapana anotsiva chakaipa nechakaipa,+ asi garai muchiitirana zvakanaka uye muchizviitirawo vamwe vese.+ 1 Petro 2:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Paaitukwa+ haana kutukawo.+ Paaitambura+ haana kutyisidzira, asi iye akazviisa mumaoko euya anotonga+ zvakarurama. 1 Petro 3:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Musatsiva chakaipa nechakaipa+ kana kutuka nekutuka.+ Panzvimbo paizvozvo tsivai nechikomborero,+ nekuti izvozvo ndizvo zvamakadanirwa, kuti muwane chikomborero.
15 Ivai nechokwadi chekuti hapana anotsiva chakaipa nechakaipa,+ asi garai muchiitirana zvakanaka uye muchizviitirawo vamwe vese.+
23 Paaitukwa+ haana kutukawo.+ Paaitambura+ haana kutyisidzira, asi iye akazviisa mumaoko euya anotonga+ zvakarurama.
9 Musatsiva chakaipa nechakaipa+ kana kutuka nekutuka.+ Panzvimbo paizvozvo tsivai nechikomborero,+ nekuti izvozvo ndizvo zvamakadanirwa, kuti muwane chikomborero.