-
Mabasa 13:45, 46Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
45 VaJudha pavakaona vanhu vacho, vakanzwa godo vakatanga kumhura vachipikisa zvaitaurwa naPauro.+ 46 Pauro naBhanabhasi vakabva vataura navo neushingi vachiti: “Zvakanga zvakakodzera kuti shoko raMwari ritange kutaurwa kwamuri.+ Asi sezvo muri kuriramba uye mazviti hamuna kukodzera upenyu husingaperi, iye zvino tava kutendeukira kune mamwe marudzi.+
-