1 VaKorinde 10:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Zvinhu izvi zvakaitika kwavari kuti uve muenzaniso kwatiri, uye zvakanyorwa kuti tiyambirwe isu+ tasvikirwa nemugumo wenyika ino.* 2 Timoti 3:16, 17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Magwaro ese akafemerwa naMwari+ uye anobatsira pakudzidzisa,+ pakutsiura, pakururamisa zvinhu,* pakurayira* zvakarurama,+ 17 kuti munhu waMwari ave nyanzvi, aine zvese zvaanoda pakuita mabasa ese akanaka. 2 Petro 1:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Saka takawedzera kuvimba kwatinoita neshoko reuprofita, uye muri kuita zvakanaka nekuteerera shoko racho, iro rakaita serambi+ rinovheneka munzvimbo ine rima, imo mumwoyo menyu, (kusvikira ava mambakwedza uye nyeredzi yemangwanani+ yabuda).
11 Zvinhu izvi zvakaitika kwavari kuti uve muenzaniso kwatiri, uye zvakanyorwa kuti tiyambirwe isu+ tasvikirwa nemugumo wenyika ino.*
16 Magwaro ese akafemerwa naMwari+ uye anobatsira pakudzidzisa,+ pakutsiura, pakururamisa zvinhu,* pakurayira* zvakarurama,+ 17 kuti munhu waMwari ave nyanzvi, aine zvese zvaanoda pakuita mabasa ese akanaka.
19 Saka takawedzera kuvimba kwatinoita neshoko reuprofita, uye muri kuita zvakanaka nekuteerera shoko racho, iro rakaita serambi+ rinovheneka munzvimbo ine rima, imo mumwoyo menyu, (kusvikira ava mambakwedza uye nyeredzi yemangwanani+ yabuda).