-
VaEfeso 2:11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Saka yeukai kuti imi vanhu vemamwe marudzi panyama, ndimi maimbonzi “vasina kuchecheudzwa” pamaidanwa nevaya vanonzi “vakachecheudzwa,” izvo zvakaitwa panyama nemaoko evanhu.
-