Jeremiya 4:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Zvichecheudzei nekuda kwaJehovha,Uye bvisai zvikanda zvepamberi zvemwoyo yenyu,+Imi varume veJudha nevagari vemuJerusarema,Kuti kutsamwa kwangu kurege kunganduma semoto,Kwobvira pasina anodzima,Nemhaka yemabasa enyu akaipa.”+ Mabasa 7:51 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 51 “Imi vanhu vakaoma musoro vane mwoyo nenzeve zvisina kuchecheudzwa, munogara muchipikisana nemweya mutsvene; munoita sezvaingoitwa nemadzitateguru enyu.+ VaFiripi 3:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti ndisu takanyatsochecheudzwa,+ isu vari kuita basa dzvene nemweya waMwari uye vanozvirumbidza muna Kristu Jesu,+ tisingavimbi nenyama.
4 Zvichecheudzei nekuda kwaJehovha,Uye bvisai zvikanda zvepamberi zvemwoyo yenyu,+Imi varume veJudha nevagari vemuJerusarema,Kuti kutsamwa kwangu kurege kunganduma semoto,Kwobvira pasina anodzima,Nemhaka yemabasa enyu akaipa.”+
51 “Imi vanhu vakaoma musoro vane mwoyo nenzeve zvisina kuchecheudzwa, munogara muchipikisana nemweya mutsvene; munoita sezvaingoitwa nemadzitateguru enyu.+
3 Nekuti ndisu takanyatsochecheudzwa,+ isu vari kuita basa dzvene nemweya waMwari uye vanozvirumbidza muna Kristu Jesu,+ tisingavimbi nenyama.