Johani 5:44 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 44 Mungatenda sei, imi muchigamuchira kukudzwa kwamunopanana pakati penyu muchirega kutsvaga kukudzwa kunobva kuna Mwari mumwe chete?+ 1 VaKorinde 4:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Saka musatonga+ chinhu nguva yacho isati yakwana, kusvikira Ishe auya. Achaisa pachena zvinhu zvakavanzwa murima uye achaita kuti vavariro dzemwoyo yevanhu dzizivikanwe, uye mumwe nemumwe achabva arumbidzwa naMwari.+
44 Mungatenda sei, imi muchigamuchira kukudzwa kwamunopanana pakati penyu muchirega kutsvaga kukudzwa kunobva kuna Mwari mumwe chete?+
5 Saka musatonga+ chinhu nguva yacho isati yakwana, kusvikira Ishe auya. Achaisa pachena zvinhu zvakavanzwa murima uye achaita kuti vavariro dzemwoyo yevanhu dzizivikanwe, uye mumwe nemumwe achabva arumbidzwa naMwari.+