Revhitiko 17:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nekuti upenyu hwenyama huri muropa,+ uye ini ndakariisa paatari+ kuti imi muzviyananisire,* nekuti ropa ndiro rinoyananisira+ kuburikidza neupenyu huri mariri.* Mabasa 13:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 uye kuti pazvinhu zvese zvamakanga musingakwanisi kunzi hamuna mhosva pazviri neMutemo waMozisi,+ munhu wese anotenda achanzi haana mhosva kuburikidza naiyeye.+ VaEfeso 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Naye tinosunungurwa nerudzikinuro kuburikidza neropa rake,+ tichiregererwa zvitadzo zvedu+ maererano nekuwanda kwenyasha dzaMwari.
11 Nekuti upenyu hwenyama huri muropa,+ uye ini ndakariisa paatari+ kuti imi muzviyananisire,* nekuti ropa ndiro rinoyananisira+ kuburikidza neupenyu huri mariri.*
39 uye kuti pazvinhu zvese zvamakanga musingakwanisi kunzi hamuna mhosva pazviri neMutemo waMozisi,+ munhu wese anotenda achanzi haana mhosva kuburikidza naiyeye.+
7 Naye tinosunungurwa nerudzikinuro kuburikidza neropa rake,+ tichiregererwa zvitadzo zvedu+ maererano nekuwanda kwenyasha dzaMwari.