VaRoma 8:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Saka kana mweya waiye akamutsa Jesu kuvakafa uchigara mamuri, iye akamutsa Kristu Jesu kuvakafa+ achaitawo kuti miviri yenyu inofa ive mipenyu+ achishandisa mweya wake unogara mamuri. VaEfeso 1:19, 20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 uye kukura kwakaita ukuru hwesimba rake kwatiri isu vatendi.+ Ihwo hunoenderana nekushanda kwesimba rake guru, 20 raakashandisa pana Kristu achimumutsa kuvakafa, akamugarisa kuruoko rwake rwerudyi+ munzvimbo dzekudenga,
11 Saka kana mweya waiye akamutsa Jesu kuvakafa uchigara mamuri, iye akamutsa Kristu Jesu kuvakafa+ achaitawo kuti miviri yenyu inofa ive mipenyu+ achishandisa mweya wake unogara mamuri.
19 uye kukura kwakaita ukuru hwesimba rake kwatiri isu vatendi.+ Ihwo hunoenderana nekushanda kwesimba rake guru, 20 raakashandisa pana Kristu achimumutsa kuvakafa, akamugarisa kuruoko rwake rwerudyi+ munzvimbo dzekudenga,