-
VaRoma 1:24Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
24 Saka Mwari, achiita zvinoenderana nekuchiva kwemwoyo yavo, akavasiya vachiita zvisina kuchena, kuti varege kuremekedza miviri yavo pachavo.
-