Muparidzi 12:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Iyi ndiyo mhedziso yenyaya yacho pashure pekunge zvese zvanzwikwa: Itya Mwari wechokwadi+ uchengete mirayiro yake,+ nekuti ichi ndicho chinhu chikuru chinofanira kuitwa nemunhu.+ Jeremiya 7:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Asi ndakavapa murayiro uyu: “Teererai inzwi rangu, uye ndichava Mwari wenyu, uye muchava vanhu vangu.+ Munofanira kufamba munzira yese yandinorayira, kuti zvikufambirei zvakanaka.”’+ VaRoma 2:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Kuchecheudzwa+ kunongobatsira chete kana uchitevedzera mutemo;+ asi kana uchityora mutemo, kuchecheudzwa kwako hakuna zvakunobatsira. VaGaratiya 5:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Nekuti kuna Kristu Jesu, kuchecheudzwa kana kusachecheudzwa hazvikoshi,+ asi kutenda kunoshanda nerudo ndiko kunokosha. 1 Johani 5:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti kuda Mwari kunooneka nekuchengeta mirayiro yake;+ uye mirayiro yake hairemi,+
13 Iyi ndiyo mhedziso yenyaya yacho pashure pekunge zvese zvanzwikwa: Itya Mwari wechokwadi+ uchengete mirayiro yake,+ nekuti ichi ndicho chinhu chikuru chinofanira kuitwa nemunhu.+
23 Asi ndakavapa murayiro uyu: “Teererai inzwi rangu, uye ndichava Mwari wenyu, uye muchava vanhu vangu.+ Munofanira kufamba munzira yese yandinorayira, kuti zvikufambirei zvakanaka.”’+
25 Kuchecheudzwa+ kunongobatsira chete kana uchitevedzera mutemo;+ asi kana uchityora mutemo, kuchecheudzwa kwako hakuna zvakunobatsira.
6 Nekuti kuna Kristu Jesu, kuchecheudzwa kana kusachecheudzwa hazvikoshi,+ asi kutenda kunoshanda nerudo ndiko kunokosha.