RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 32:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Vakandishatirisa* vachinamata vanamwari pasina;+

      Vakandigumbura nezvidhori zvavo zvisina zvazvinobatsira.+

      Saka ini ndichaita kuti vave negodo nevanhu pasina;+

      Ndichavagumbura nerudzi rune mapenzi evanhu.+

  • 2 Madzimambo 19:17, 18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Haiwa Jehovha, ichokwadi kuti madzimambo eAsiriya akaparadza marudzi nenyika dzawo.+ 18 Uye akakanda vanamwari vawo mumoto, nekuti vakanga vasiri vanamwari,+ asi zvinhu zvakagadzirwa nemaoko emunhu,+ danda nedombo. Ndokusaka akakwanisa kuvaparadza.

  • Jeremiya 16:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Munhu angazvigadzirira vanamwari here?

      Zvaanogadzira hazvisi vanamwari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe