Mateu 12:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Vamwe vevanyori nevaFarisi vachimupindura, vakabva vati: “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo chinobva kwamuri.”+ Ruka 11:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Vanhu pavaiungana, iye akatanga kuti: “Chizvarwa chino chizvarwa chakaipa; chinotsvaga chiratidzo, asi hapana chiratidzo chachichapiwa kunze kwechiratidzo chaJona.+
38 Vamwe vevanyori nevaFarisi vachimupindura, vakabva vati: “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo chinobva kwamuri.”+
29 Vanhu pavaiungana, iye akatanga kuti: “Chizvarwa chino chizvarwa chakaipa; chinotsvaga chiratidzo, asi hapana chiratidzo chachichapiwa kunze kwechiratidzo chaJona.+