VaRoma 8:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 nekuti kana muchirarama maererano nenyama, chokwadi muchafa; asi kana mukauraya mabasa emuviri+ muchishandisa mweya, muchararama.+ VaKorose 3:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Saka urayai nhengo dzemiviri yenyu dziri panyika+ pazvinhu zvakadai seupombwe,* kusachena, chishuwo chisingadzorwi chekuda zvebonde,+ kushuva zvakaipa, uye kuva nemakaro, kunova kunamata zvidhori.
13 nekuti kana muchirarama maererano nenyama, chokwadi muchafa; asi kana mukauraya mabasa emuviri+ muchishandisa mweya, muchararama.+
5 Saka urayai nhengo dzemiviri yenyu dziri panyika+ pazvinhu zvakadai seupombwe,* kusachena, chishuwo chisingadzorwi chekuda zvebonde,+ kushuva zvakaipa, uye kuva nemakaro, kunova kunamata zvidhori.