Ruka 22:31, 32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 “Simoni, Simoni, ona! Satani akati ari kuda kuva nemi mese kuti akupepetei segorosi.+ 32 Asi ndakakunyengeterera ndichiteterera kuti kutenda kwako kurege kupera;+ uye iwe, kana wangodzoka, simbisa hama dzako.”+ 2 Petro 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Saka Jehovha* anoziva nzira yekununura nayo mumuedzo vanhu vakazvipira kwaari,+ asi achava nechokwadi chekuti vanhu vasina kururama vaparadzwa pazuva rekutongwa,+
31 “Simoni, Simoni, ona! Satani akati ari kuda kuva nemi mese kuti akupepetei segorosi.+ 32 Asi ndakakunyengeterera ndichiteterera kuti kutenda kwako kurege kupera;+ uye iwe, kana wangodzoka, simbisa hama dzako.”+
9 Saka Jehovha* anoziva nzira yekununura nayo mumuedzo vanhu vakazvipira kwaari,+ asi achava nechokwadi chekuti vanhu vasina kururama vaparadzwa pazuva rekutongwa,+