Isaya 40:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Anopa munhu akaneta simbaUye simba rizere kune vaya vasina simba.+ VaFiripi 4:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Ndine simba rekuita zvinhu zvese nekuti pane anondipa simba.+