Mateu 26:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Pavakanga vachidya kudaro, Jesu akatora chingwa, akakumbira chikomborero, ndokuchimedura,+ uye akachipa vadzidzi, akati: “Tambirai mudye. Ichi chinomirira muviri wangu.”+ Mako 14:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Pavakanga vachidya kudaro, Jesu akatora chingwa, akakumbira chikomborero, ndokuchimedura, uye akavapa, achiti: “Tambirai; chinomirira muviri wangu.”+ VaRoma 7:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Saka hama dzangu, imiwo makaitwa vakafa kuMutemo nemuviri waKristu, kuti muve vemumwe munhu,+ uya akamutswa kuvakafa,+ kuti tiberekere Mwari zvibereko.+ 1 VaKorinde 10:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Sezvo paine chingwa chimwe chete, kunyange zvazvo isu takawanda, tiri muviri mumwe chete,+ nekuti tese tiri kudya chingwa chimwe chete ichocho.
26 Pavakanga vachidya kudaro, Jesu akatora chingwa, akakumbira chikomborero, ndokuchimedura,+ uye akachipa vadzidzi, akati: “Tambirai mudye. Ichi chinomirira muviri wangu.”+
22 Pavakanga vachidya kudaro, Jesu akatora chingwa, akakumbira chikomborero, ndokuchimedura, uye akavapa, achiti: “Tambirai; chinomirira muviri wangu.”+
4 Saka hama dzangu, imiwo makaitwa vakafa kuMutemo nemuviri waKristu, kuti muve vemumwe munhu,+ uya akamutswa kuvakafa,+ kuti tiberekere Mwari zvibereko.+
17 Sezvo paine chingwa chimwe chete, kunyange zvazvo isu takawanda, tiri muviri mumwe chete,+ nekuti tese tiri kudya chingwa chimwe chete ichocho.