Mateu 26:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Uye akatora kapu, akaonga ndokuvapa, achiti: “Mese inwai,+ Mako 14:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Uye akatora kapu, akaonga ndokuvapa, vakanwa vese.+ 1 VaKorinde 10:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Kapu yatinonyengeterera kuti ikomborerwe, hairevi kuti tiri kubatsirwa neropa raKristu here?+ Chingwa chatinomedura, hachirevi kuti tiri kubatsirwa nemuviri waKristu here?+
16 Kapu yatinonyengeterera kuti ikomborerwe, hairevi kuti tiri kubatsirwa neropa raKristu here?+ Chingwa chatinomedura, hachirevi kuti tiri kubatsirwa nemuviri waKristu here?+