Jeremiya 31:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 “Inzwai! Mazuva achasvika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “andichaita sungano itsva neimba yaIsraeri uye neimba yaJudha.+ VaHebheru 8:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Nekuti iye anoratidza vanhu kuti vakakanganisa paanoti: “‘Inzwai! Mazuva achasvika,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,* ‘andichaita sungano itsva neimba yaIsraeri uye neimba yaJudha. VaHebheru 9:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ndokusaka Kristu ari murevereri wesungano itsva,+ kuitira kuti sezvo paine munhu akafa kuti ivo vasunungurwe nerudzikinuro+ pazvitadzo zvavakaita vari pasi pesungano yekare, vaya vakadanwa vagamuchire vimbiso yenhaka isingaperi.+
31 “Inzwai! Mazuva achasvika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “andichaita sungano itsva neimba yaIsraeri uye neimba yaJudha.+
8 Nekuti iye anoratidza vanhu kuti vakakanganisa paanoti: “‘Inzwai! Mazuva achasvika,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,* ‘andichaita sungano itsva neimba yaIsraeri uye neimba yaJudha.
15 Ndokusaka Kristu ari murevereri wesungano itsva,+ kuitira kuti sezvo paine munhu akafa kuti ivo vasunungurwe nerudzikinuro+ pazvitadzo zvavakaita vari pasi pesungano yekare, vaya vakadanwa vagamuchire vimbiso yenhaka isingaperi.+