Johani 20:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Kuzoti papfuura mazuva 8, vadzidzi vake vakanga vari mumba zvakare, uye Tomasi aiva navo. Jesu akauya, akamira pakati pavo, kunyange zvazvo masuo akanga akakiyiwa, akati: “Rugare ngaruve nemi.”+
26 Kuzoti papfuura mazuva 8, vadzidzi vake vakanga vari mumba zvakare, uye Tomasi aiva navo. Jesu akauya, akamira pakati pavo, kunyange zvazvo masuo akanga akakiyiwa, akati: “Rugare ngaruve nemi.”+