Ruka 17:29, 30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Asi zuva rakabuda Roti muSodhomu, kwakanaya moto nesarufa zvichibva kudenga zvikavaparadza vese.+ 30 Zvichavawo saizvozvo pazuva iroro pacharatidzwa Mwanakomana wemunhu.+ 2 VaTesaronika 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Asi imi muri kutambudzika muchazorodzwa pamwe chete nesu pacharatidzwa Ishe Jesu+ achibva kudenga aine ngirozi dzake dzine simba+ 1 Petro 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 kuti kutenda kwenyu kwakaedzwa,+ uko kunokosha zvikuru kupfuura goridhe rinoparara pasinei nekuti rakanatswa* nemoto, kuzoita kuti pave nekurumbidzwa nekubwinya nekukudzwa pakuratidzwa kwaJesu Kristu.+
29 Asi zuva rakabuda Roti muSodhomu, kwakanaya moto nesarufa zvichibva kudenga zvikavaparadza vese.+ 30 Zvichavawo saizvozvo pazuva iroro pacharatidzwa Mwanakomana wemunhu.+
7 Asi imi muri kutambudzika muchazorodzwa pamwe chete nesu pacharatidzwa Ishe Jesu+ achibva kudenga aine ngirozi dzake dzine simba+
7 kuti kutenda kwenyu kwakaedzwa,+ uko kunokosha zvikuru kupfuura goridhe rinoparara pasinei nekuti rakanatswa* nemoto, kuzoita kuti pave nekurumbidzwa nekubwinya nekukudzwa pakuratidzwa kwaJesu Kristu.+