Revhitiko 26:11, 12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Uye ndichaisa tebhenekeri yangu pakati penyu,+ uye handizokurambai. 12 Ndichafamba pakati penyu, ndova Mwari wenyu,+ uye imi muchavawo vanhu vangu.+ Ezekieri 37:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Tende rangu richava* pakati* pavo, uye ndichava Mwari wavo ivo vova vanhu vangu.+
11 Uye ndichaisa tebhenekeri yangu pakati penyu,+ uye handizokurambai. 12 Ndichafamba pakati penyu, ndova Mwari wenyu,+ uye imi muchavawo vanhu vangu.+