Mabasa 18:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Sirasi+ naTimoti+ pavakazosvika vachibva kuMakedhoniya, Pauro akabva anyura mubasa rekuparidza shoko, achipupurira kuvaJudha kuti avaratidze kuti Jesu ndiye Kristu.+
5 Sirasi+ naTimoti+ pavakazosvika vachibva kuMakedhoniya, Pauro akabva anyura mubasa rekuparidza shoko, achipupurira kuvaJudha kuti avaratidze kuti Jesu ndiye Kristu.+