RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 6:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Saka takavigwa pamwe chete naye nerubhabhatidzo rwedu murufu rwake,+ kuti sekumutswa kwakaitwa Kristu kuvakafa nekubwinya kwaBaba, isuwo tinofanira kufamba muupenyu hutsva.+

  • 1 Petro 3:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Nekuti Kristu akafira zvivi+ kamwe chete zvikabva zvakwana, iye munhu akarurama achiitira vasina kururama,+ kuti akutungamirirei kuna Mwari.+ Akaurayiwa panyama,+ akaitwa mupenyu pamweya.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe