VaFiripi 3:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Chinangwa changu ndechekuti ndimuzive nesimba rekumuka kwake+ uye kuti nditambure pamwe naye,+ ndichibvuma rufu rwakafanana nerwake,+ 1 Petro 4:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Asi rambai muchifara+ nepamasvika pakutamburawo sezvakaita Kristu,+ kuti mufarewo uye mupembere nemufaro pakuratidzwa kwekubwinya kwake.+
10 Chinangwa changu ndechekuti ndimuzive nesimba rekumuka kwake+ uye kuti nditambure pamwe naye,+ ndichibvuma rufu rwakafanana nerwake,+
13 Asi rambai muchifara+ nepamasvika pakutamburawo sezvakaita Kristu,+ kuti mufarewo uye mupembere nemufaro pakuratidzwa kwekubwinya kwake.+