1 VaKorinde 5:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Mutsamba yangu ndakakunyorerai kuti murege kufambidzana nemhombwe,* VaEfeso 5:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Upombwe* nezvinhu zvisina kuchena zvemarudzi ese kana makaro ngazvirege kana kutombotaurwa nezvazvo pakati penyu,+ sezvo zvisina kukodzera vanhu vatsvene;+ VaKorose 3:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Saka urayai nhengo dzemiviri yenyu dziri panyika+ pazvinhu zvakadai seupombwe,* kusachena, chishuwo chisingadzorwi chekuda zvebonde,+ kushuva zvakaipa, uye kuva nemakaro, kunova kunamata zvidhori. Zvakazarurwa 2:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 “‘Kunyange zvakadaro, pandinopesana newe ndepekuti uri kungosiya mukadzi uya Jezebheri+ achiita madiro, uyo anozviti muprofitakadzi, achidzidzisa nekutsausa varanda vangu kuti vaite upombwe*+ uye kuti vadye zvinhu zvakabayirwa zvidhori.
3 Upombwe* nezvinhu zvisina kuchena zvemarudzi ese kana makaro ngazvirege kana kutombotaurwa nezvazvo pakati penyu,+ sezvo zvisina kukodzera vanhu vatsvene;+
5 Saka urayai nhengo dzemiviri yenyu dziri panyika+ pazvinhu zvakadai seupombwe,* kusachena, chishuwo chisingadzorwi chekuda zvebonde,+ kushuva zvakaipa, uye kuva nemakaro, kunova kunamata zvidhori.
20 “‘Kunyange zvakadaro, pandinopesana newe ndepekuti uri kungosiya mukadzi uya Jezebheri+ achiita madiro, uyo anozviti muprofitakadzi, achidzidzisa nekutsausa varanda vangu kuti vaite upombwe*+ uye kuti vadye zvinhu zvakabayirwa zvidhori.