RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 19:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 “‘Hamufaniri kudya chinhu chine ropa.+

      “‘Musatenda mashura kana kuita zvemashiripiti.+

  • Revhitiko 19:31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 “‘Musaenda kumasvikiro,+ uye musabvunza vafemberi,+ kuti musvibiswe navo. Ndini Jehovha Mwari wenyu.

  • Dheuteronomi 18:10, 11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Pakati pako hapafaniri kuwanikwa munhu anopfuudza mwanakomana wake kana mwanasikana wake nemumoto,+ munhu anoshopera,+ munhu anoita zvemashiripiti,+ munhu anotenda mashura,+ muroyi,+ 11 munhu anotsinga vamwe, munhu anobvunza svikiro+ kana mufemberi,+ kana munhu anobvunza vakafa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe