RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 21:20, 21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 voudza vakuru veguta rake kuti, ‘Mwanakomana wedu uyu ane musikanzwa uye anotipandukira, uye anoramba kutiteerera. Ane makaro+ uye chidhakwa.’+ 21 Varume vese veguta rake vanofanira kubva vamutema nematombo ofa. Saka unofanira kubvisa zvakaipa pakati pako, uye vaIsraeri vese vachazvinzwa vobva vatya.+

  • Isaya 5:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Vane nhamo vaya vanomukira mangwanani kuti vanwe doro,+

      Vanoramba vachingonwa kusvikira kwasviba, kusvikira waini yava kuvapengesa!

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe