Genesisi 15:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Akatenda muna Jehovha,+ akanzi akarurama.+ VaRoma 4:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti rugwaro runotii? “Abrahamu akatenda muna Jehovha,* uye akanzi akarurama.”+ Jakobho 2:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 zvikazadzisa rugwaro runoti: “Abrahamu akatenda muna Jehovha,* akanzi akarurama,”+ uye akasvika pakunzi shamwari yaJehovha.*+
23 zvikazadzisa rugwaro runoti: “Abrahamu akatenda muna Jehovha,* akanzi akarurama,”+ uye akasvika pakunzi shamwari yaJehovha.*+