RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaEfeso 2:15, 16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Achishandisa nyama yake akabvisa ruvengo rwaivapo, iwo Mutemo waiumbwa nemirayiro nemirau, kuti aite kuti mapoka acho maviri ari pamwe naye ave munhu mumwe chete mutsva,+ uye kuti aite kuti pave nerugare, 16 uye kuti ayananise zvakazara mapoka acho ari maviri naMwari mumuviri mumwe chete kuburikidza nedanda rekutambudzirwa,*+ nekuti akanga aparadza ruvengo+ achishandisa muviri wake.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe