VaRoma 9:7, 8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Uye hazvirevi kuti vese vana nekuti vakabva kuna Abrahamu;*+ asi, “Uya achanzi mwana wako* achauya nekuna Isaka.”+ 8 Kureva kuti, vana panyama havasi vana vaMwari chaivo,+ asi vana vakauya nekuvimbiswa+ ndivo vanoverengwa sevana.*
7 Uye hazvirevi kuti vese vana nekuti vakabva kuna Abrahamu;*+ asi, “Uya achanzi mwana wako* achauya nekuna Isaka.”+ 8 Kureva kuti, vana panyama havasi vana vaMwari chaivo,+ asi vana vakauya nekuvimbiswa+ ndivo vanoverengwa sevana.*