Isaya 63:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Asi ivo vakapanduka,+ vakarwadzisa mweya wake mutsvene.+ Iye akabva achinja akava muvengi wavo,+Uye akavarwisa.+
10 Asi ivo vakapanduka,+ vakarwadzisa mweya wake mutsvene.+ Iye akabva achinja akava muvengi wavo,+Uye akavarwisa.+