1 VaKorinde 12:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Sezvo muviri uri mumwe chete asi uine nhengo dzakawanda, uye nhengo dzese dzemuviri iwoyo, kunyange dzakawanda, dziri muviri mumwe chete,+ ndizvo zvakaitawo Kristu. VaGaratiya 3:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Hapana muJudha kana muGiriki,+ hapana muranda kana munhu akasununguka,+ hapana munhurume kana munhukadzi,+ nekuti imi mese muri pamwe chete muna Kristu Jesu.+
12 Sezvo muviri uri mumwe chete asi uine nhengo dzakawanda, uye nhengo dzese dzemuviri iwoyo, kunyange dzakawanda, dziri muviri mumwe chete,+ ndizvo zvakaitawo Kristu.
28 Hapana muJudha kana muGiriki,+ hapana muranda kana munhu akasununguka,+ hapana munhurume kana munhukadzi,+ nekuti imi mese muri pamwe chete muna Kristu Jesu.+