Mabasa 13:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 “Saka hama, zivai kuti muri kuziviswa nezvekuregererwa kwezvivi kunouya nekwaari,+ VaKorose 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 uyo anoshandiswa kutisunungura nerudzikinuro, urwo runoita kuti tiregererwe zvivi zvedu.+ VaKorose 2:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uyezve, kunyange zvazvo makanga makafa pakudarika kwenyu uye pakusachecheudzwa kwenyama yenyu, Mwari akaita kuti muve vapenyu pamwe chete naye.+ Iye akatinzwira tsitsi akatiregerera kudarika kwedu kwese,+
13 Uyezve, kunyange zvazvo makanga makafa pakudarika kwenyu uye pakusachecheudzwa kwenyama yenyu, Mwari akaita kuti muve vapenyu pamwe chete naye.+ Iye akatinzwira tsitsi akatiregerera kudarika kwedu kwese,+