-
2 VaTesaronika 1:4, 5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Izvi zviri kuita kuti tidade nemi+ pakati peungano dzaMwari nekuda kwekutsungirira kwenyu uye kutenda kwamuri kuratidza muchitambudzwa uye muchisangana nemamiriro ezvinhu akaoma.+ 5 Izvi zvinoratidza kuti Mwari akatonga zvakarurama, uye zvichaita kuti munzi makakodzera kupinda muUmambo hwaMwari, uhwo hwamuri kutambudzikira.+
-