Isaya 52:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Inzwai! Mushumiri wangu+ achaita zvinhu nenjere. Achakwidziridzwa pamusoro,Achaiswa pamusoro uye achakwidziridzwa kwazvo.+ Mabasa 2:32, 33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Mwari akamutsa Jesu uyu, uye isu tese tiri zvapupu zvacho.+ 33 Saka adurura zvamuri kuona nekunzwa nekuti akakwidziridzwa kuruoko rwerudyi rwaMwari,+ akagamuchira mweya mutsvene waakanga avimbiswa naBaba.+
13 Inzwai! Mushumiri wangu+ achaita zvinhu nenjere. Achakwidziridzwa pamusoro,Achaiswa pamusoro uye achakwidziridzwa kwazvo.+
32 Mwari akamutsa Jesu uyu, uye isu tese tiri zvapupu zvacho.+ 33 Saka adurura zvamuri kuona nekunzwa nekuti akakwidziridzwa kuruoko rwerudyi rwaMwari,+ akagamuchira mweya mutsvene waakanga avimbiswa naBaba.+