VaRoma 10:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Nekuti kana uchizivisa pachena nemuromo wako kuti Jesu ndiShe,+ uye uchitenda mumwoyo mako kuti Mwari akamumutsa kuvakafa, uchaponeswa.
9 Nekuti kana uchizivisa pachena nemuromo wako kuti Jesu ndiShe,+ uye uchitenda mumwoyo mako kuti Mwari akamumutsa kuvakafa, uchaponeswa.