Mateu 5:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “Imi muri chiedza chenyika.+ Guta harigoni kuvanzwa kana riri pamusoro pegomo. VaEfeso 5:8, 9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 nekuti maimbova rima, asi iye zvino mava chiedza+ munaShe.+ Rambai muchifamba sevana vechiedza, 9 nekuti chiedza chinobereka zvinhu zvakanaka zvemarudzi ese nekururama nechokwadi.+ 1 Petro 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi imi muri “rudzi rwakasarudzwa, vapristi uye madzimambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake vaanokoshesa,+ kuti muzivise kwese kwese kunaka kukuru”*+ kwaiye akakudanai kubva murima, akakupinzai muchiedza chake chinoshamisa.+ 1 Petro 2:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Rambai muchiita zvakanaka pakati pemarudzi,+ kuti pavanokupomerai kuti munoita zvakaipa, vaone mabasa enyu akanaka+ vokudza Mwari pazuva rake rekuongorora.
8 nekuti maimbova rima, asi iye zvino mava chiedza+ munaShe.+ Rambai muchifamba sevana vechiedza, 9 nekuti chiedza chinobereka zvinhu zvakanaka zvemarudzi ese nekururama nechokwadi.+
9 Asi imi muri “rudzi rwakasarudzwa, vapristi uye madzimambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake vaanokoshesa,+ kuti muzivise kwese kwese kunaka kukuru”*+ kwaiye akakudanai kubva murima, akakupinzai muchiedza chake chinoshamisa.+
12 Rambai muchiita zvakanaka pakati pemarudzi,+ kuti pavanokupomerai kuti munoita zvakaipa, vaone mabasa enyu akanaka+ vokudza Mwari pazuva rake rekuongorora.