1 VaKorinde 15:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Nekuti sezvo vese vari kufa muna Adhamu,+ vese vachaitwawo vapenyu muna Kristu.+ 2 VaKorinde 13:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Nekuti iye akarovererwa padanda nekuda kwekusava nesimba, asi mupenyu pamusana pesimba raMwari.+ Ichokwadi kuti isuwo hatina simba pamwe chete naye, asi tichararama pamwe chete+ naye pamusana pesimba raMwari raari kukuratidzai.+
4 Nekuti iye akarovererwa padanda nekuda kwekusava nesimba, asi mupenyu pamusana pesimba raMwari.+ Ichokwadi kuti isuwo hatina simba pamwe chete naye, asi tichararama pamwe chete+ naye pamusana pesimba raMwari raari kukuratidzai.+