1 VaKorinde 15:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Nekuti Mwari “akaisa zvinhu zvese pasi petsoka dzake.”+ Asi pazvinonzi ‘zvinhu zvese zvakaiswa pasi,’+ zviri pachena kuti hazvisanganisiri wacho akaisa zvinhu zvese pasi pake.+ VaHebheru 2:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Makaisa zvinhu zvese pasi petsoka dzake.”+ Nekuisa kwaakaita zvinhu zvese pasi pake,+ Mwari haana chaakasiya chisiri pasi pake.+ Asi iye zvino tiri kuona kuti zvinhu zvese hazvisati zvava pasi pake.+
27 Nekuti Mwari “akaisa zvinhu zvese pasi petsoka dzake.”+ Asi pazvinonzi ‘zvinhu zvese zvakaiswa pasi,’+ zviri pachena kuti hazvisanganisiri wacho akaisa zvinhu zvese pasi pake.+
8 Makaisa zvinhu zvese pasi petsoka dzake.”+ Nekuisa kwaakaita zvinhu zvese pasi pake,+ Mwari haana chaakasiya chisiri pasi pake.+ Asi iye zvino tiri kuona kuti zvinhu zvese hazvisati zvava pasi pake.+