RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 16:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Musi iwoyo hapana mubvunzo wamuchandibvunza. Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, kana paine chamuchakumbira Baba,+ vachakupai muzita rangu.+

  • VaRoma 12:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Farai patariro. Tsungirirai pakutambudzika.+ Rambai muchinyengetera.+

  • 1 Petro 5:6, 7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Saka zvininipisei pasi peruoko rwaMwari rune simba, kuti akukwidziridzei panguva yakakodzera,+ 7 muchikanda zvese zvinokudyai mwoyo*+ paari, nekuti iye ane hanya nemi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe