Zvirevo 6:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Mwanakomana wangu, chengeta murayiro wababa vako,Uye usaramba kudzidzisa kwaamai* vako.+ Ruka 2:51 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 51 Akabva aenda navo vakadzokera kuNazareta, uye akaramba achizviisa pasi pavo.*+ Uye amai vake vakanyatsochengeta mashoko aya ese mumwoyo mavo.+ VaEfeso 6:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Vana, teererai vabereki venyu+ munaShe, nekuti izvi zvakarurama.
51 Akabva aenda navo vakadzokera kuNazareta, uye akaramba achizviisa pasi pavo.*+ Uye amai vake vakanyatsochengeta mashoko aya ese mumwoyo mavo.+