-
VaEfeso 3:8, 9Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
8 Ndakangonzwirwawo nyasha idzi,+ ini mudiki pavatsvene vese,+ kuti ndizivise mamwe marudzi mashoko akanaka pamusoro pepfuma isingaenzaniswi yaKristu 9 uye ndinofanira kuita kuti vanhu vese vaone urongwa hwechakavanzika chitsvene+ chava nenguva yakareba chakavanzwa muna Mwari uyo akasika zvinhu zvese.
-