VaRoma 8:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Nekuti ndinoona kuti kutambura kwepanguva ino hapana zviripo kana kuchienzaniswa nekubwinya kuchazoratidzwa matiri.+
18 Nekuti ndinoona kuti kutambura kwepanguva ino hapana zviripo kana kuchienzaniswa nekubwinya kuchazoratidzwa matiri.+