1 Johani 2:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Musada nyika kana zvinhu zviri munyika.+ Kana munhu achida nyika, haadi Baba;+