Mako 9:43 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 43 “Kana ruoko rwako ruchiita kuti ugumburwe,* rudimbure. Zviri nani kuti upinde muupenyu wakaremara pane kuti uende uine maoko maviri muGehena,* mumoto usingakwanisi kudzimwa.+ VaGaratiya 5:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Uyewo vanhu vaKristu Jesu vakaroverera nyama pamwe chete nekuchiva kwayo nezvido zvayo.+
43 “Kana ruoko rwako ruchiita kuti ugumburwe,* rudimbure. Zviri nani kuti upinde muupenyu wakaremara pane kuti uende uine maoko maviri muGehena,* mumoto usingakwanisi kudzimwa.+