Revhitiko 19:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 “‘Usavenga hama yako mumwoyo mako.+ Usatomborega kutsiura mumwe wako,+ kuti urege kuva nechivi saiye. 2 Timoti 4:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Paridza shoko;+ paridza uchiita zvekukurumidza panguva dzakanaka nedzakaoma; tsiura,+ rayira, kurudzira nemwoyo murefu neunyanzvi hwekudzidzisa.+
17 “‘Usavenga hama yako mumwoyo mako.+ Usatomborega kutsiura mumwe wako,+ kuti urege kuva nechivi saiye.
2 Paridza shoko;+ paridza uchiita zvekukurumidza panguva dzakanaka nedzakaoma; tsiura,+ rayira, kurudzira nemwoyo murefu neunyanzvi hwekudzidzisa.+