Zefaniya 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Zuva guru raJehovha rava pedyo!+ Rava pedyo, uye riri kukurumidza kusvika!+ Ruzha rwezuva raJehovha runoshungurudza.+ Pazuva iroro murwi ane simba achachema.+ 2 Petro 3:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Asi zuva raJehovha*+ richauya sembavha,+ uye zuva iroro matenga achapfuura+ achitinhira, asi zvinhu zviri mumatenga nepanyika izvo zvichange zvichipisa kwazvo zvichanyungudutswa, uye nyika nemabasa ari mairi zvichava pachena.+
14 Zuva guru raJehovha rava pedyo!+ Rava pedyo, uye riri kukurumidza kusvika!+ Ruzha rwezuva raJehovha runoshungurudza.+ Pazuva iroro murwi ane simba achachema.+
10 Asi zuva raJehovha*+ richauya sembavha,+ uye zuva iroro matenga achapfuura+ achitinhira, asi zvinhu zviri mumatenga nepanyika izvo zvichange zvichipisa kwazvo zvichanyungudutswa, uye nyika nemabasa ari mairi zvichava pachena.+