RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Timoti 6:13-15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Pamberi paMwari, uyo anochengetedza zvinhu zvese zviri zvipenyu, uye paKristu Jesu, uyo akapa uchapupu hwakanaka pamberi paPondiyo Pirato,+ ndinokurayira 14 kuti uchengete murayiro zvekuti haupiwi mhosva uye hauna chaunopomerwa kusvikira pakuratidzwa kwaShe wedu Jesu Kristu,+ 15 uko kucharatidzwa kana nguva yacho yakwana naiye anofara, iye ega Mutongi Ane Simba. Iye ndiye Mambo wevaya vanotonga semadzimambo uye Ishe wevaya vanotonga semadzishe,+

  • 2 Timoti 4:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Pamberi paMwari naKristu Jesu, uyo achatonga+ vapenyu nevakafa+ paachazviratidza pachena+ uye paachauya muUmambo hwake,+ ndinokuudza zvakasimba kuti:

  • 2 Timoti 4:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Kubvira iye zvino, ndakachengeterwa korona yekururama,+ iyo Ishe, mutongi akarurama,+ achandipa semubayiro pazuva iroro,+ asi kwete ini ndega, asiwo vamwe vese vakada kuratidzwa kwake pachena.

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe